Ndinokupasai mutemo mutsva, wokuti mudanane. Sekuda kwandidokuitai, naimimi mudanane daro. Kana muchidanana vanhu vese vachaziva kuti muri vadzidzi vangu.”
Verenga chikamu Johwani 13
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Johwani 13:34-35
3 Mazuva
Jesu anoratidza zvinhu zvitatu zvakakosha zvinoita kuti munhu ave mudzidzi wake muvhangeri yaJohani. Izvi zvinosanganisira kukura murusununguko kuburikidza neShoko raMwari, kuda vamwe sezvaanotida, uye kurarama upenyu hunobereka michero nekubatana naMwari. Kwemazuva matatu tichatsvaka kuona zvinhu izvi zvinoonekwa pamudzidzi waJesu.
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo