Paadonyaira zvakarezvi, adodaidzira nodzinga ropamusoro achiti, “Razaro, birika.” Munhu adopfa adobirika muguwa, maoko nomakumbo yache yanga yadopomberedzewa nojira, chiso chache chidofukidziwa nofuko. Jesu adoti kwavari, “Mumononorei mapiza yomuguwa mumureke aende.”
Verenga chikamu Johwani 11
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Johwani 11:43-44
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo