Ipopo Ananiyasi adobirika ndokuenda achibva wapinda mumba, adoturika manja pamusoro paSauro ndokuti, “Hama Sauro, Ishe Jesu, adozviratidza kwauri munzira yaudouya nayo, wandituma kuti udzotsehwe kuona kwako futi kuti uzaziwe naMweya Mutsvene.” Ipopo mumaziso yache mudobirika tunenge tumabade, adothanga kuona pakamu, ndokusumuka achibva waombekewa.
Verenga chikamu Mabasa yoNhumwa 9
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Mabasa yoNhumwa 9:17-18
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo