Paadoti, ‘Enda kuvanhu vakareva uti kwavari, Muchanzva chaizvo asi musinganzvitsitse, futi muchaona asi musingaonetsetse, nokuti mwoyo yovanhu vakareva yatindivara, nonzeve dzavo dzaneta kunzva futi vatsinzina meso yavo. Nokuti vangadzoona nomeso yavo, nokunzva nonzeve dzavo, nokunzvitsitsa nomwoyo yavo, vodzopindukira kwandiri, kuti ndivaporese.’”
Verenga chikamu Mabasa yoNhumwa 28
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Mabasa yoNhumwa 28:26-27
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo