Ndichikuhwira kuvanhu vokwako nokunovasinganamate kwandichakutuma. Usvinudze meso yavo, nokuvapindutsa kubva murima vachienda kuchiedza, uye kubva kusimba raSathani vachienda kuna Mwari, kuti vatambire kuregerehwa kwozvitadzo, nonzvimbo pakati povadoitiwa vatsvene nokutenda mandiri.’”
Verenga chikamu Mabasa yoNhumwa 26
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Mabasa yoNhumwa 26:17-18
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo