Pavanga vachinamata Ishe, nokutsanya, Mweya Mutsvene adoti, “Ndisarudzirei Bhanabhasi naSauro kubasa randidovadaidzira.” Zvino mumasure mukutsanya nokunamata vadovaturika manja pamusoro ndokuvaendesa.
Verenga chikamu Mabasa yoNhumwa 13
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Mabasa yoNhumwa 13:2-3
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo