Vaadozvinangidzawo kwavari nozviratidzo zvidowanditsa kuti mupenyu, mumasure mokutambudzika kwache. Iye adozvinangidza kwavari kwomazuva makumi manai achinyaira pamusoro pozvoumambo hwaMwari.
Verenga chikamu Mabasa yoNhumwa 1
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Mabasa yoNhumwa 1:3
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo