Ubugwaneza bwanyu nibumenyekane ku bantu bose. Nyagasani ari hafi.
Verenga chikamu Abanyafilipi 4
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Abanyafilipi 4:5
3 Mazuva
Pauro anoratidza mufaro wake pamwechete nekutenda VaFiripi nerubatsiro rwaakawana kubva kwavari. Kuwedzera pane zvipo izvozvo, vatendi vakazvipira kutumira mari munguva yaaive ari mutirongo. Mwari vanoziva zvatinoda paupenyu, nekutivimbisa kutipa izvozvo. Tinoziva kuti tikauya nezvikumbiro kwaari, achatipa simba rekurarama nekukunda pane zvinonetsa. Ndiye simba redu.
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo