Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Zekariya 8:16-17

Zekariya 8:16-17 SUB

Hezvi zvinhu zvamunofanira kuita: Mumwe nomumwe ngaareve zvokwadi kuno wokwake; tongai nezvokwadi norugare mumasuwo enyu; kurege kuva nomumwe wenyu anofungira wokwake zvakaipa mumwoyo make; musada kupika kwenhema; nokuti zvinhu izvi zvose ndinozvivenga,” ndizvo zvinotaura Jehovha.

Verenga chikamu Zekariya 8