Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

VaRoma 8:16-17

VaRoma 8:16-17 SUB

Mweya amene anopupurirana nomweya wedu, kuti tiri vana vaMwari; zvino kana tiri vana, tiri vadyi venhaka; vadyi venhaka yaMwari, vadyi venhaka pamwechete naKristu; kana tichitambudzika pamwechete naye, tigokudzwawo pamwechete naye.

Verenga chikamu VaRoma 8