Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

VaFiripi 1:27

VaFiripi 1:27 SUB

Asi fambai bedzi zvakafanira Vhangeri yaKristu; kuti kunyangwe ndikauya ndikakuonai, kunyangwe ndisipo, ndinzwe pamusoro penyu kuti mumire nesimba nomweya mumwe, nomwoyo mumwe, muchirwira kutenda kweVhangeri

Verenga chikamu VaFiripi 1