Mateu 1:18-19
Mateu 1:18-19 SUB
Kuberekwa kwaJesu Kristu kwaiva kudai: Maria, mai vake, akati aroorwa naJosefa, vasati vasangana, akaonekwa ava napamuviri naMweya Mutsvene. Zvino Josefa, murume wake, zvaakanga ari munhu akarurama, asingadi kumunyadzisa, akafunga kumuramba chinyararire.


