VaHebheru 7:26
VaHebheru 7:26 SUB
Nokuti Mupristi Mukuru akadai ndiye ataifanira kuva naye, mutsvene, asina chakaipa, asina kusvibiswa, akaparadzaniswa navatadzi, akakwidzwa kumusoro kwedenga