Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Ekisodho 38:1

Ekisodho 38:1 SUB

Akaita atari yezvibairo zvinopiswa nomuakeshia; kureba kwayo kwaiva makubhiti mashanu, noupamhi hwayo makubhiti mashanu; yakanga iine nhivi ina dzakanga dzakaenzana, nokukwirira kwayo kwaiva makubhiti matatu.

Verenga chikamu Ekisodho 38