Ekisodho 36:1
Ekisodho 36:1 SUB
“Zvino Bhezareri naOhoriabhu vanofanira kubata basa pamwechete navarume vose vane mwoyo yakangwara, vakapiwa naJehovha kuchenjera nokunzwisisa kuti vazive kubata mabasa ose okushuma panzvimbo tsvene, zvose zvakarairwa naJehovha.”

