Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Ekisodho 32:7-8

Ekisodho 32:7-8 SUB

Zvino Jehovha akataura naMosesi akati, “Enda, buruka, nokuti vanhu vako, vawakabudisa munyika yeIjipiti, vazvitadzira. Vakurumidza kutsauka panzira yandakavaraira, vakazviitira mhuru yakaumbwa, vakainamata, vakaibayira zvibairo, vachiti, ‘Ndivo vamwari venyu, imi VaIsiraeri, vakakubudisai munyika yeIjipiti.’ ”

Verenga chikamu Ekisodho 32