Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Ekisodho 29:45-46

Ekisodho 29:45-46 SUB

Ndichagara pakati pavana VaIsiraeri, kuti ndive Mwari wavo. Vachaziva kuti ndini Jehovha wavo, wakavabudisa panyika yeIjipiti, kuti ndigare pakati pavo; ndini Jehovha Mwari wavo.

Verenga chikamu Ekisodho 29