Ekisodho 28:4
Ekisodho 28:4 SUB
Nguo dzaunofanira kuita ndidzo: Hombodo yechipfuva, neefodhi, nejasi, nenguo yakarukwa, nenguwani, nebhandi; ngavaitire Aroni, mukoma wako, navanakomana vake nguo tsvene, kuti andishumire pabasa roupristi.