Dhanieri 3:29
Dhanieri 3:29 SUB
“Naizvozvo ndinotema chirevo, kuti vanhu vose namarudzi ose namarimi ose, vanotaura zvisina kufanira pamusoro paMwari waShadhiraki naMeshaki naAbhedhinego, vatemwe–temwe, nedzimba dzavo dziitwe muturunhuru; nokuti hakuna mumwe mwari anogona kurwira saizvozvo.”


