Mabasa aVapostori 23:11
Mabasa aVapostori 23:11 SUB
Usiku hwakatevera, Ishe akamira naye, akati, “Tsunga mwoyo, sezvawakandipupurira kwazvo paJerusaremu, unofanira kupupura paRomawo.”