Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

2 Timoti 3:16-17

2 Timoti 3:16-17 SUB

Rugwaro rwose rwakafemerwa naMwari, runobatsira pakudzidzisa, nokurayira, nokururamisa, nokuranga kuri mukururama, kuti munhu waMwari akwane, agadzirirwa kwazvo mabasa ose akanaka.

Verenga chikamu 2 Timoti 3