Logo yeApp yeBhaibheri
Mucherechedzo Wekutsvaka

2 Petirosi 1:3-4

2 Petirosi 1:3-4 SUB

nokuti nesimba rouMwari hwake takapiwa zvose zvinodikanwa muupenyu nomukunamata Mwari, nenzira yokumuziva iye akatidana nokubwinya kwake nokunaka; akatipa nazvo zvipikirwa zvinokosha zvakakura kwazvo; kuti nazvo muve vanhu vakagoverwa umwari, matiza kuora kuri panyika nokuchiva.