1 VaTesaronika 4:17
1 VaTesaronika 4:17 SUB
zvino isu vapenyu, vakasara, tichatorwa pamwechete navo mumakore, kuti tichingamidze Ishe mudenga; naizvozvo tichava naIshe nguva dzose.