Logo yeApp yeBhaibheri
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 Petirosi 1:6-7

1 Petirosi 1:6-7 SUB

Iyo yamunofarira zvikuru, kunyangwe zvino, kana zvichifanira, muchichemedzwa nguva duku nemiedzo mizhinji; kuti kuedzwa kwokutenda kwenyu kunokosha zvikuru kupfuura ndarama inopera hayo, kunyangwe inoedzwa nomoto, kuwanikwe kuchibereka kurumbidzwa, nokubwinya, nokukudzwa pakuonekwa kwaJesu Kristu;