Chavojtiquinic li c'usi melele, li c'usi melele chaloq'uic o ta mozoil ―x'utatic.
Verenga chikamu Svun Juan 8
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Svun Juan 8:32
3 Mazuva
Jesu anoratidza zvinhu zvitatu zvakakosha zvinoita kuti munhu ave mudzidzi wake muvhangeri yaJohani. Izvi zvinosanganisira kukura murusununguko kuburikidza neShoko raMwari, kuda vamwe sezvaanotida, uye kurarama upenyu hunobereka michero nekubatana naMwari. Kwemazuva matatu tichatsvaka kuona zvinhu izvi zvinoonekwa pamudzidzi waJesu.
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!