Ilumbu mo hiina, Nzambi usyende muutu muutu we bu huli mavaanga ma nde.
Verenga chikamu Looma 2
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Looma 2:6
3 Mazuva
Kutonga kwaMwari zvinomboreveiko, ko zvatinoita nekusarudza zvinechekuita nekutonga kwaMwari pamusoro peupenyu hwedu here? Chidzidzo chino chichatibatsira kunzwisisa ngoni nekutonga kwaMwari. Uye tichajekerwa kuti zvatinoita nesarudzo dzatinotora dzinodaidza kutonga nengoni dzaMwari nemutowo upi.
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!