Mapisarema 130:3-4
Mapisarema 130:3-4 BDSC
Dai imi, iyemi Jehovha, maironda zvakaipa zvomunhu, haiwa Jehovha, ndianiko aimira? Asi kwamuri kune kukanganwira; naizvozvo imi munotyiwa.