Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mapisarema 119:153-154

Mapisarema 119:153-154 BDSC

Tarirai kutambudzika kwangu mugondirwira, nokuti handina kukanganwa murayiro wenyu. Miririrai mhosva yangu uye mundidzikinure; chengetedzai upenyu hwangu maererano nevimbiso yenyu.