Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Ruka 23:26-27

Ruka 23:26-27 BDSC

Vakati voenda naye, vakabata murume ainzi Simoni weKurini, uyo akanga achibva muruwa, vakamutakudza muchinjikwa ari mushure maJesu. Vanhu vazhinji zhinji vakamutevera, pamwe chete navakadzi vakanga vachichema uye vachiungudza.