“Ungagona kukweva ngwena nechiredzo, kana kusunga rurimi rwayo netambo here? Ungagona kupinza mukaro mumhino dzayo, kana kuboora rushaya rwayo nechiredzo here? Ko, ingaramba ichikumbira kunzwirwa ngoni newe here? Ko, ingataura kwauri mashoko manyoro here? Ko, ingaita chitenderano newe here kuti iwe uitore senhapwa kwoupenyu hwayo hwose? Ungagona kuipfuwa seshiri here kana kuisunga kuti vanasikana vako vatambe nayo? Ko, vatengesi vangaitsinhanisa here? Ko, vangaigoverana pakati pavashambadziri here?
Verenga chikamu Jobho 41
Terera ku Jobho 41
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Jobho 41:1-6
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo