Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Vatongi 15:18

Vatongi 15:18 BDSC

Nokuti akanga ava nenyota chaizvo, akadanidzira kuna Jehovha akati, “Mapa muranda wenyu kukunda kukuru. Zvino ndofira pano nenyota here ndigowira mumaoko avasina kudzingiswa?”