Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Genesisi 3:8-9

Genesisi 3:8-9 BDSC

Ipapo murume nomukadzi wake vakanzwa inzwi raJehovha Mwari paakanga achifamba mubindu kwotonhorera, vakavanda pamberi paJehovha Mwari, pakati pemiti yomubindu. Asi Jehovha Mwari akadana murume akati, “Uripiko?”