Muparidzi 7:21-22
Muparidzi 7:21-22 BDSC
Usava nehanya namashoko ose anotaurwa navanhu, zvichida ungangonzwa muranda wako achikutuka, nokuti unoziva mumwoyo mako kuti nguva zhinji iwe pachako wakambotuka vamwe.