Tarira, ndaisa pamberi pako nhasi upenyu noupfumi, uye rufu nokuparadzwa. Nokuti ndinokurayira kuti ude Jehovha Mwari wako nhasi, kuti ufambe munzira dzake nguva dzose uye uchengete zvaakarayira, mitemo nemirayiro yake; ipapo uchararama ugowanda, uye Jehovha Mwari wako achakuropafadza munyika yauri kupinda kuti uitore.
Verenga chikamu Dhuteronomi 30
Terera ku Dhuteronomi 30
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Dhuteronomi 30:15-16
3 Mazuva
Zuva nezuva, tinosangana nesarudzo dzekuita uye dzinoratidza neimwe nzira mwero wekutenda kwedu uye kuvimba kwedu muna Mwari. Chii chinopesvedzera sarudzo dzatinoita zuva nezuva? Ndedzipi sarudzo dzinogona kutiswededza pedyo naMwari kana kutidzinga kure naye? Chii chinokosha pakuramba tichiita sarudzo dzokuchenjera, dzeuMwari? Vamwe vanhu vomuBhaibheri vakaita sarudzo dzaidiwa naMwari uye vamwe vakaita sarudzo dzisina kururama dzinodhura. Chidzidzo chino chinoda kupindura mibvunzo iyi uye kuongorora vamwe vevanhu vemuBhaibheri ava.
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo