2 Makoronike 26:5
2 Makoronike 26:5 BDSC
Akatsvaka Mwari pamazuva aZekaria, uyo aimurayira mukutya Mwari. Pose paaitsvaka Jehovha, Mwari akaita kuti abudirire.