Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 Timoti 4:15-16

1 Timoti 4:15-16 BDSC

Shingaira pazvinhu izvi, uzviite nomwoyo wako wose, kuitira kuti munhu wose aone kupfuurira mberi kwako. Uzvichengete kwazvo iwe nedzidziso yako. Utsungirire pazviri, nokuti kana ukazviita, uchazviponesa iwe navanokunzwa.