Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 Makoronike 4:10

1 Makoronike 4:10 BDSC

Jabhezi akachema kuna Mwari waIsraeri achiti, “Haiwa, dai mandiropafadza mukakurisa nyika yangu! Ruoko rwenyu ngaruve neni, rundichengete kune zvinokuvadza kuitira kuti ndisarwadziwa.” Uye Mwari akamupa zvaakakumbira.