ወይትዐወቅ ስላጤክሙ በኀበ ኵሉ ሰብእ እግዚአብሔር ቅሩብ።
Verenga chikamu ኀበ ሰብአ ፊልጵስዩስ 4
Terera ku ኀበ ሰብአ ፊልጵስዩስ 4
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: ኀበ ሰብአ ፊልጵስዩስ 4:5
3 Mazuva
Pauro anoratidza mufaro wake pamwechete nekutenda VaFiripi nerubatsiro rwaakawana kubva kwavari. Kuwedzera pane zvipo izvozvo, vatendi vakazvipira kutumira mari munguva yaaive ari mutirongo. Mwari vanoziva zvatinoda paupenyu, nekutivimbisa kutipa izvozvo. Tinoziva kuti tikauya nezvikumbiro kwaari, achatipa simba rekurarama nekukunda pane zvinonetsa. Ndiye simba redu.
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo