À bèńnɛ: Àton kɛ gìriro, Yesu Nazarɛti kɛ̀ wà pà lían ée wɛtɛɛroo? À fɛ̀ɛ, à kú kɛ̀ro. À guu kɛ̀ wà à dàɛn gwa
Verenga chikamu MAAKU 16
Terera ku MAAKU 16
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: MAAKU 16:6
3 Mazuva
Tinorarama nesimba raKristu raakatikundira naro kubva mukumuka kwake- akashandura kutya ukava mufaro, kusatenda kukava kutenda, kushushikana kukava tariro. Ishe vamuka vanotuma avo vanomutevera kuenda nenyika kundoparidza evhangeri, achivapa simba, kunyangwe nesuwo tikava vatakuri veshoko iri retariro yekumuka kuenda naro kunyika.
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!