ስለዙይ ፍቓድ እግዚኣብሄር እንታይ ምዃኑ ኣስተውዕሉ እምበር፥ ዓያሹ ኣይትኹኑ።
Verenga chikamu ኤፌሶን 5
Terera ku ኤፌሶን 5
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: ኤፌሶን 5:17
3 Mazuva
Munguva ine uipi yakararamwa naPauro, akaona chikonzero chakanaka chekucherechedza mafambiro kuri kudzivirira zvakaipa. Zvakaipa zvose nemusiyano wazvo zvakanga zvichisimuka zvikuru kuvateveri vaKristu. Pauro anoyambira VaEfeso kuti vagone kungwarira nguva yawo chaizvo achishandisa mutsara unoreva “kutenga”. Kuverenga nekungwarira nguva kunosanganisa kukurumidza kufunga pachinhu munguva yaunenge wakamamikidzika nezvinhu zvinodzosera kumashure.
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo