هۆسا ئێدی ئەو نە دوونە، لێ ئێك لەشن. ئەڤجا ئەوێن خودێ ئەو كرینە ئێك، بلا مرۆڤ ژێكڤە نەكەت.»
Verenga chikamu مزگینیا مەتتای 19
Terera ku مزگینیا مەتتای 19
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: مزگینیا مەتتای 6:19
13 Mazuva
Ko tingararama sei? Uyu mubvunzo wabvunzwa nevaKristu kwemazana emakore, zvekare uri umwe yeinopindurwa naJesu mudzidziso dzaanopa kuvadzidzi vake. Muchidzidzo chino, unotevera ndima gumi nenhatu dzakakosha matinowana mashoko aJesu kubva kunyaya dzerubhabhatidzo, wanano, kushushikana, zvekare dzevarume nemadzimai. Inzwa dzidziso dzaJesu maringe nezviga zviri panhongonya yechitendero chechikristu.
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!