Nziyo 24:3-4
Nziyo 24:3-4 SCLB
Ndiani angakwire mugomo raTENZI? Ndiani angamire munzvimbo yake inoera? Munhu ana maoko akachena nomwoyo wakachena. Munhu asina kupika neni nhando kana kupika nhema.