Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Jona 3:1-4

Jona 3:1-4 SCLB

Ipapo shoko raTENZI rakauyazve kuna Jona rwepiri richiti, “Sumuka uende kuNinivhe guta guru riya uriparidzire shoko randinokuudza.” Saizvozvowo Jona akasimuka akaenda kuNinivhe sokutaura kwakanga kwaita TENZI. Zvino guta reNinivhe raiva guta rakakurisisa kwazvo rine upamhi hwaitoda rwendo rwamazuva matatu. Jona akatanga kupinda muguta racho achifamba rwendo rwomuswere wezuva achidaidzira kuti, “Kwangosara mazuva makumi mana chete okuti Ninivhe iparadzwe.”

Verenga chikamu Jona 3