Jesu akati kuna vaJudha vakanga vatenda maari, “Kana mukagara muchichengeta izwi rangu, muri vadzidzi vangu chaivo uye muchaziva chokwadi, uyezve chokwadi chichakupai rusununguko.”
Verenga chikamu Johani 8
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Johani 8:31-32
3 Mazuva
Jesu anoratidza zvinhu zvitatu zvakakosha zvinoita kuti munhu ave mudzidzi wake muvhangeri yaJohani. Izvi zvinosanganisira kukura murusununguko kuburikidza neShoko raMwari, kuda vamwe sezvaanotida, uye kurarama upenyu hunobereka michero nekubatana naMwari. Kwemazuva matatu tichatsvaka kuona zvinhu izvi zvinoonekwa pamudzidzi waJesu.
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo