Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Jemusi 1:2-4

Jemusi 1:2-4 SCLB

Hama dzangu, onai sechinhu chinofadza pose pamunowirwa nemiedzo yakasiyana–siyana nokuti imi munoziva kuti kuedzwa kwechitendero chenyu kunobereka kutirira. Kutirira ngakuve kwakaperera kuti muve vanhu vakakwana vanezenge vasina chavasina.

Verenga chikamu Jemusi 1