Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Vagaratia 3:2-4

Vagaratia 3:2-4 SCLB

Ndingade kumbokubvunzai izvi chete zvokuti iyemi makagamuchira Mweya pamusana pezvisungo zvomitemo here kana kuti nokudavira zvamakanzwa? Kuzungairai kwakadai? Vanhu vakatangisa muMweya, ndimi mavakupedzesera munyama here? Kutambudzika kose uku makatambudzikira pasina here? Kana kunganzi chaizvoizvowo kutambudzikira pasina

Verenga chikamu Vagaratia 3