Dhanieri 9:27
Dhanieri 9:27 SCLB
Achaita chitenderano chakasimba navazhinji kwesvondo rimwechete. Kwechikamu chepakati napakati pesvondo racho, achaita kuti zvibayiro nemipiro zvimbomira. Panzvimbo pazvo zvinhu zvinosemesa Mwari parutii rweTemberi pachava nechinosemesa Mwari chiya kusvika kumagumo kusvikira chirevo chokuparadza mharadzi iyoyo chatemwa.”

