Dhanieri 12:2
Dhanieri 12:2 SCLB
Vazhinji vevavete muvhu renyika vachamuka, vamwe vachamukira upenyu husingaperi, asi vamwe vachimukira kunyadziswa nokushorwa kusina mugumo.