Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Vakorose 1:23

Vakorose 1:23 SCLB

Anogona kuzviita chete kana imi mukaramba muine chitendero makadzika midzi musingazunguziki, musingakande pasi chitarisiro chamunowana muShoko Rakanaka ramakanzwa rakaparidzwa kuzvisikwa zvose zviri pasi pedenga. Ini Pauro ndakave mushandiri waro.

Verenga chikamu Vakorose 1