Saizvozvo mudzimai uyu akabva pana Erisha akandozvipfigira mumba iye navanakomana vake. Iye aiadururiramo vana vake vachimutambidza midziyo.
Verenga chikamu 2 Madzimambo 4
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: 2 Madzimambo 4:5
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo